Gonje

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Agave sisalana MS4043.JPG

Gonje (Sisal plant and fibre) idzinde rine mapazi mazhinji akaita semashizha makobvu ane munyepfu wakaputira shinda pakati pawo. Makonje anokura munzvimbo dzisina mvura yakawanda; vazhinji vanoadyara seruzhowa rwakakomberedza musha. Rimwe zita remakonje rinonzi shayamhanda.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweKiwanga vanoti makonge kana omakonge (n. sisal plants) vachireva makonje.
  • Mururimi rweKiwanga vanoti obukokhwe (n. fibre of sisal plants) vachireva shinda yemakonje.