Gonde

Kubva Wikipedia
  • Gonde (Latex of Mukonde tree used as bird lime) zvichireva muto wemukonde unoshandiswa kuita urimbo.
  • Gonde (General name of sunbird) zvichireva shiri inonzi tsodzo.
  • Gonde (Big serving of sadza) mukonde mukuru wesadza. Vamwe vanoti nzima.
  • Gonde, Muti (Cactus). Shoko iri rinotaurwa kuKalanga.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.