Goko rekunze

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Goko rekunze (crust, outer layer) zvinoreva gwati kana rukanda rwokunze pamuchero, chingwa kana goko rinosara mupoto kana sadza ratsvirira.

  • Goko (shell e.g of groundnut or orange, pod of musasa tree).

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweUmbundu vanoti ekoko (crust).
  • VaZigula vanoti goko kana magoko (food bit stuck on pot or pan from cooking) kureva goko.
  • VaLuganda vanoti chikuta (husk, shell, bark of a tree) kureva goko, mashanga kana gwati.