Ganga sezita

Kubva Wikipedia

Ganga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Tapiwa Ganga; Mazvita Ganga; Perserverance Ganga; Brett Ganga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSangho vanoti ganga (n. caiman, cayman - a type of crocodile).