Fafitera

From Wikipedia
Fafitera

Fafitera (ku Chingezi: window) chizarurwa chemadziro, gonhi, dengaremba kana chityairwa chinoita kuti chiedza chipinde uye dzimwe nguva rinopindisa ruzha ne mhepo.

Mamwe mapeji ekutarisa[chinja | edit source]