Svetuka kuchirochemo

Dzenga sezita

Kubva Wikipedia

Dzenga izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Dzenga kana madzenga (1. Unconventional person - careless of speech, food clothing 2. Rough, tough type of person) apa kureva munhu ane tsika dzisingagamuchirike.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKikongo vanoti ezenga (n. fool).