Rukukwe

From Wikipedia
(Redirected from Dzapata)
Jump to: navigation, search

Rukukwe (reed mat) chirukwa chigadzirwa netsanga kana nhokwe dzinosunganidzwa netambo nhete inonzi mukosi. Tsanga dzinorukaniswa dzakatandarika rukukwe ruchireba pakurukaniswa kunoitwa tsanga seizvozvi. Tsanga dzinotanga dzatesmurwa kaviri kana katatu dzozorukiswa rukukwe. Mamwe mazita anoshandiswa ndeekuti bonde kana kuti rupasa dzawanda toti mhasa.


Rukukwe rwakasakara runonzi rutsekete ,tsapata, rutsapata kana kuti dzapata.

Mhundu (String for sewing sleeping-mats) kureva tambo inorukiswa rukukwe.

Tsumo[chinja | edit source]

Tsapata rukukwe hazvienzane nekurara pas.