Dumidzo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Dumidzo kana Tumidzo (ku Chingezi: title) mazwi anoshandiswa mushure kana pamberi pezita remunhu, zvichienderana context. Rinogona kuratidza jeneresheni, kana nzvimbo iri ofishawu , kana mawakwarifikesheni (qualitifcation) ekushanda kana ekudzidza. Mumumwe mitauro, matumidzo anoiswa pakati pe zita rekupiwa ne zita remhuri (enzano, Graf mu Chijemeni, Cardinal kuMacatholic (Richard Cardinal Cushing) kana matumidzo ari clerical senge Archbishop). Mamwe matumidzo egombwa (hereditary).

Matumidzo[chinja | edit source]

Matumidzo eVatongi[chinja | edit source]