Dombofombwe
Pachinyorwa chino mazwi okuti Dombofombwe kana buwefombwe ari kushandiswa kuturikira chinonzi lopolith kuEnglish - iri idombo rakativa pakati semidziyo inonzi mbiya kana fombwe.
Kupiwa kweZita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Fombwe (Bowl; being concave).