Dihwa

From Wikipedia
(Redirected from Dhehwa)
Jump to navigation Jump to search

Dihwa kana Dehwa izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweLugungu vanoti ndihwa (short drum) kureva mhando yengoma pfupi..
  • VaShambala vanoti dewa (n. stable or cowshed), kureva danga remombe.
  • VaLangi vanoti dihwa (sorghum) kureva mapfunde.
  • VaZigula vanoti dewa (n. stall).