Dihwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuDehwa)

Dihwa kana Dehwa izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Kudakwashe Dihwa; Steve Dihwa; Tendai Dihwa; Zivanai Dihwa.
  • Dihwa (n. Dry and old grass).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.