Depute

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Depute (slender and easily bent) kureva muti kana simbi nhete inobhenda nyore.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Kutepuka (to hang loosely and be flexible).
  • Depa (1. to hang loosely, 2. be flexible).
  • Depatepa kana madepatepa (1. Long swaying object. 2. Diving-board).

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweYao vanoti kutepana (to be slender and easily bent; to be pliable) kureva kutepuka.
  • Mururimi rweYao kutepana (to sway from side to side; to be frail; to be weak; to be slender and easily bent).
  • Mururimi rweYao kutepela (to become faint-hearted very quickly).
  • Mururimi rweYao kutependala (to be frail and flabby ; to hang loosely together ; to be gentle).
  • Mururimi rweYao vanoti kutepanya

Zvichida mazwi okuti kutepana nakutepandala anokwanisa kuturikira chinonzi paralysis kuEnglish uye chinonzi lysis.