Dendemaro
- Dendemaro (Peace) apa kureva rugare.
- Dendemaro (Throne) apa kureva chigaro choumambo. Izwi iri rinotaurwa kuChiNdau.
- dendema (ideophone of Sitting upright).
- Kudendemadza kana kutega (Make to sit up straight. 2. Set up)
- Kudendemara (Sit up straight. 2. Sit comfortably).
- Dendemadza mwana pachigaro: make the child sit up straight on the chair.
Chitendero[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Psalm 9:3 .... wakagara padendemaro uchitonga nokururama.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Lomwe vanoti malo (n. place) kureva nzvimbo.
- Duala vanoti mutenda (n. hardness, erection). Duala vanoti nu moto e mutenda (this man is still standing).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |