Damba sezita

Kubva Wikipedia

Damba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tatenda Damba; Tarisai Damba; Masimba Damba; Tafadzwa Damba.
  • Gezi kana damba (Annual diffuse herb: Commelina africana & benghalensis).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Sangho inoti damba (n. basis; surface on which a body rests) kureva hwaro.
  • Sangho inoti damba (n. children's circle dance). Mamwe mazwi: dambagere (n. sole of foot) kureva pasi petsoka.
  • Sangho inoti dambalo (n. expansion) - fananidzai nokuti kutambanuka.