Dahunha

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Dehwe reHwayi.

Dahunha (kaross) inguo yakasonwa nedehwe rehwayi kana dzimwe mhuka rikasiiwa mamviri aripo.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Chedahunha chine musoni. What happens to a kaross is up to the owner.
  • Chedahunha chiri kumusoni. What happens to a kaross is up to the owner.