Svetuka kuchirochemo

Chuma sezita

Kubva Wikipedia

Chuma izita remhuri rinowanikwa kuZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Vimbisai Chuma; Elizabeth Chuma; Nyasha Chuma.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Shimaore vanoti shuma (n. metal) kureva simbi.
  • Luganda vanoti ekyuma (n. Tool).