Chizonono

Kubva Wikipedia

Chizonono (kureva gonorrhea, the clap) kana chinzonono[1], isiki kana chirwere chepabonde chinokonzereswa ne hutachiwona hwatingati Neseri nzonono (Neisseria gonorrhoeae). Uchatsuro unobata zvinosanganisa nhengo dzesikarudzi, muromo kana mukosho. Kana ikaparirwa kuvanhurume vanonzwa marwadzo uye kakupisidzirwa vachitunda, uye panogona kubuda dhisichaji (asina kujairika) kubva mumboro kana marwadzo emachende. Chikaparirwa kuvanhukadzi vanonzwa wo marwadzo kana kakupisiridzwa pavanenge vachitunda, vanogona kuona dhisichaji dzisina kujairika zve dzichibuda mubeche, kana kubuda ropa kusiri kwe kumwedzi kana marwadzo eperivhisi.[2]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Tabona Shoko, Karanga Indigenous Religion in Zimbabwe: Health and Well-Being Yakaringwa: 30 Chivabvu 2023.
  2. NgeWiki