Klamidhiya

Kubva Wikipedia

Klamidhiya (kureva chlamydia) isiki kana chirwere chepabonde chinokonzerwa ne hutachiwona we Klamidhiya Tlakomatisi (kureva Chlamydia trachomatis). Uzhinji hwe vanhu vanochibata havana masimputomu, asi kana masimputomu achona akazovuya anogona kuitika mavhiki akatiwandei apfuura mushure mekubata hutachiwona wachona.