Chiviri cheMunhu
Mataridziko
Chiviri cheMunhu (1. Bearing; 2. demeanour; 3. deportment) Famba chiviri chinyoro: walk humbly, unostentatiously.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaKongo vanoti a mpila (of the kind of). Sokuti mbele a mbila yame - a knife of same kind as mine.
- VaKongo vanoti mpila (n. manner, sort, kind, species, breed, class, quality, style, description, size, form, shape, pattern).
- VaKongo vanoti mpilula (n. alteration active) zvichireva kushanduka. VaKongo vanoti mpiluka (n. repentance of the heart, alteration (passive))
- VaLozi vanoti -yambula (to inherit the character of one's parents) vachireva kugashira chiviri chevabereki.