Chivakashure
Mataridziko
Chivakashure (kana muChingezi: prefix)
Izwi rokuti chivakamberi rinoturikira chinonzi suffix.
Mienzaniso yeZvivakashure
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chivakashure Nhara chinowanikwa mumazwi anoti nharaunda, nharawanzi.
- Chivakashure goro- chinowanikwa mumazwi anoti gorosviba, gorokodzwa.
- Chivakashure nya chinowanikwa mumazwi anoti Nyamaropa, Nyabadza, Nyakuenda.
Udorongodzwa we Zvivakashure
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chingezi | muenzaniso | Chishona | Chiarabhu | muenzaniso | Chishona | |
---|---|---|---|---|---|---|
-ic |
kana
|
ru- | al- |
kana
|
ru- | |
-tion | mu-, mo- |
kana
|
mu-, mw- | |||
-ing | running
kumhanya |
ku | ||||
-ness | Hu-
Wu- U- Vu- |
|||||
-hood | christianhood
ukristu, hukristu nezvimwe wo. |
|||||
-nity | christianity
|
|||||
-an | Christian
Chikristu |
chi- | ||||
-nity | ||||||
-ites | Levites (kureva those of Levi)
Varevi
|
Va-
Wa- A- |
||||
-ite | tanzanite
ritanzani |
ri- | ||||
svi- | ||||||
dzi- |