Chivakashure nya

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chinounganidza mazita anovambwa nemavara anoti Nya-. Apa vara rokuti Nya- rinotaurwa richireva kuti munhu (kana chinhu kana nzvimbo) ane hunhu, chimiro kana chiviri chakadomwa chichitevedza mavara anoti Nya- .

Mazita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nyabadza; Nyabango; Nyabando; Nyabinde; Nyabepu; Nyabeze; Nyabira; Nyachiya; Nyachoto; Nyachowe; Nyachuru; Nyadete; Nyadenga; Nyadire; Nyadore; Nyadundu; Nyadzayo; Nyadzo; Nyadzunda; Nyagano; Nyagura; Nyahasha; Nyahunzvi; Nyahuye; Nyajeka; Nyajena; Nyakabau; Nyakoko; Nyakotyo; Nyakurai; Nyamande; Nyambaira; Nyambara; Nyambawaro; Nyambayo; Nyambauro;Nyambirai; Nyambiri; Nyambiya; Nyambuya; Nyameni; Nyamunda; Nyamundanda; Nyamutamba; Nyandoro; Nyandowe; Nyangani; Nyangoni; Nyanhongo; Nyanhete; Nyapadi; Nyamhandu; Nyamhunga; Nyariri; Nyarota; Nyaruviro; Nyatanga; Nyatito; Nyatsambo; Nyawanza; Nyazanda; Nyazika; Nyazema.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]