Svetuka kuchirochemo

Chivakamberi va

Kubva Wikipedia

Mazwi anoshandya chivakamberi va.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Sei kuramba makati vavava nyika hupfumi huchitorwa nevatorwa?
  • Akati mugwenzi fava: he hid in a bush, hugging the ground.
  • Mururimi rweKikongo vanoti kwava (to crawl) vachireva kukambaira.
  • VaYao vanoti kukwava (to crawl) vachireva kukambaira.