Chikwava

Kubva Wikipedia

Chikwava izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Fadzai Chikwava; Maxwell Chikwava; Brian Chikwava; Kudakwashe Chikwava.

Mitauro eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKikongo vanoti kwava (to crawl) vachireva kukambaira.
  • VaYao vanoti kukwava (to crawl) vachireva kukambaira.
  • VaMaconde vanoti kukwava (to crawl) vachireva kukambaira.