Chivakamberi rika

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chinounganidza mazwi ane chivakamberi chokuti rika:

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mururimi rweChewa vanoti kubalalika (To depart one from another, to separate).
  • Mang'anja vanoti kutantalika (be stretched across, to lie across, stretching from one side to the other).
  • VaYao vanoti kutandalika (to lay down straight) vachireva kutandarika.
  • Mang'anja vanoti kundandalika (sit or stand in a line or round about in a circle).
  • Mang'anja vanoti nkondo i-ndandalika (the enemy surrounds us).
  • Mang'anja vanoti ndandalira (to go to and fro, for some purpose known to one's self).