Chituta Ndove

Kubva Wikipedia
Zvituta Ndove zviri kurwira chibhora chendove

Chituta Ndove imhando yechipembenene chinounganidza ndove sechidyo chayo. Chituta ndove chinokwanisa kuunganidza ndove inorema kakapetwa ka 250 kudarika icho. Ndove iyi inowumbanidzwa kuita zvibhora zvinozoshaniswa sechikafu kana nzvimbo yekuberekera. Zvimwe zvituta ndove zvinofushira ndove ipapo painenge yawanikwa.

Zvituta ndove zvinokura kureba 3 cm uye hupamhi 2 cm.

Zvimwe Zvipembenene[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti thuthaza (n. 1. Scavenger, dustman. 2. Rubbish cart. 3. Person who undertakes dirty work) vachireva munhu kana chinhu chinotuta tsvina kana kuita basa rine tsvina.