Harurwa

Kubva Wikipedia

Harurwa (n. Encosternum delegorguei) kapuka kanodyiwa nyama kanowanikwa muZimbabwe. Harurwa inodyiwa zvakanyanya kumatunhu eMasvingo province, akadai seBikita.