Svetuka kuchirochemo

Chitiyo

Kubva Wikipedia

Chitiyo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti isithiyo kana izithiyo pakuwanda (n. Obstacle, hindrance).
  • MaZulu vanoti isithiyo kana izithiyo pakuwanda (n. 2. Snare, trap) vachireva muteyo.