Chitambo sezita

Kubva Wikipedia

Chitambo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Brian Chitambo; Webster Chitambo; Tatenda Chitambo; Hazvineyi Chitambo.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kinande inoti chitambo (n. body part - of human or animal) vachireva mutezo wemhuka kana munhu.