Chisirimunhu

Kubva Wikipedia

Chisirimunhu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Valentine Chisirimunhu, Joseph Chisirimunhu, Elisha Chisirimunhu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKagulu vanoti kisimunhu kana visimunhu pakuwanda (n. statue) vachireva chiumbwa chakafanan nemunhu.