Chisike
Mataridziko
Chisike izita remhuri rinowanikwa kuZambia.
- Vanhu vane zita iri: Misheck Chisike; Primrose Chisike; Esther Chisike.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaBukusu vanoti chisike (n. locust hoppers).