Chisepe

Kubva Wikipedia
  • Chisepe (Able, clever, expert person) apa kureva nyanzvi.
  • Chisepe ( Fondness that is expressed by kind act) apa kureva madanha.
  • Chisepe sezita (a family name).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lingala vanoti kosepela (v. to be happy; to be content) kureva kufara.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.