Chisawa sezita

Kubva Wikipedia

Chisawa izita remhuri rinowanikwa kuZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Martha Chisawa; Dolica Chisawa; Mphatso Chisawa; Chisawa Phiri.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kwama vanoti sisawa (v. be balanced).