Svetuka kuchirochemo

Chirindo sezita

Kubva Wikipedia

Chirindo izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Maurice Chirindo; Kenias Chirindo; Rudo Chirindo; Rutendo Chirindo.
  • Kurinda (to watch over, guard) kutarisa nzvimbo nechinangwa chekudzivirira.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaLamba vanoti chilindo kana lupingwe (n. watchman's stage, platform with shelter hut).