Chirau

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chirau izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Chief Jeremiah Chirau.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Izwi rokuti chilao (long temporary shelter for metal workers of Ila tribe), kureva musasa waivakirwa mhizha dzesimbi.
  • VaDigo vanoti chirahu (shoe) kureva nhambwe shangu.