Chiponya

Kubva Wikipedia

Chiponya izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Peter Chiponya; Carol Chiponya; Mchisa Chiponya; Morgan Chiponya.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti e-ponyo (n. adverse fortune; ill luck; bad luck) kureva munyama.