Chipo (huwandu)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti chipo (Approximately, about, almost) rinotaurwa kureva huwandu hunoda kunosvika hwataurwa. Vatauri kune mamwe matunhu vanoti chifu kana chifo.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Pataari kudai chipo chokupedza chikamu chehafu yegore.
  • Chipo chezana revarume vakaunganako kuRufaro pamusangano.