Chipfambi

Kubva Wikipedia
Pfambi ichitsvaka vanoda kuTorino, Italy, 2005
Pfambi kuTijuana, Mexico

Chipfambi (Prostitution in English) zvinoreva tsika yokunge vanhu vachibhadharwa mari kuti vararwe navo pabonde. Tsika iyi ine vanhu vanobhadharwa vari mahure kana pfambi dzechikadzi asi mune dzimwe nzvimbo kunonzi kune pfambi dzechirume.

Nekumwe kutaura kunonzi kupfeva, kufeva kana kuhura (to live as a prostitute or harlot).

Kana munhu asingq garisike panhu 1

Kunonzi vamwe vanopinzwa muchipfambi sevaranda kune dzimwe nyika. Vamwewo vanopinda senzira yokutsvaka nayo mari yekurarama vamwe vachipinda nekuda kutsvaka mari yokutenga zvinodhaka.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mamwe mazwi anoreva mukadzi anoita chipfambi ndeaya: govedzi, chipfeve, chifeve.

  • Nzenza
  • Chipfambi (the habits of a prostitute, that which evidences prostitution)???.
  • Hupfambi (prostitute's nature, qualities and physical appearance which is essential in a prostitute)???.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti feba (n. Carry on prostitution ; indulge in habitual, unlawful, sexual intercourse) vachireva kupfeva. Sokuti: ukufeBa naHonde vachireva kupfeva naHonde.
  • MaZulu vanoti isifebe (prostitute, habitually immoral person) kureva chipfeve.
  • VaGungu vanoti kutaaruuka (v. be sexually promiscuous like a prostitute). Mamwe mazwi: bu̯taaru̱u̱ki (n. prostitution) kureva chipfambi. Mutaaruuki kureva pfambi.