Svetuka kuchirochemo

Chipere sezita

Kubva Wikipedia

Chipere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Casten Chipere; Runyararo Chipere; Chipo Chipere; Simba Chipere.
  • Chipere (hyena) kureva bere.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.