Chipenze sezita

Kubva Wikipedia

Chipenze izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Jeshuwa Chipenze; Jackson Chipenze; Sarah Chipenze; Jerry Chipenze.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.