Chingundu sezita

Kubva Wikipedia

Chingundu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Thembinkozi Chingundu; Yvonne Chingundu; Serah Chingundu.
  • Mazwi ari pedyo: ngundu, Chinengundu sezita.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti kingundu (n. muscular fellow) kureva munhu ane mamhasuru.