Chinengundu sezita

Kubva Wikipedia

Chinengundu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Caxton Chinengundu; Tinotenda Chinengundu; Amanda Chinengundu.
  • Mazwi ari pedyo: ngundu, Chingundu sezita.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti kingundu (n. muscular fellow) kureva munhu ane mamhasuru.