Chingumba sezita
Mataridziko
Chingumba izita remhuri rinowanikwa muZambia, neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Maxwell Chingumba; Nyasha Chingumba; Tamara Chingumba; Agness Chingumba.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Umbundu inoti ocingumba kana omaluku (n. robber).