Svetuka kuchirochemo

Chindika sezita

Kubva Wikipedia

Chindika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Nyengeterai Chindika; Wellington Chindika; Chindika Sakala; Chindika Naka.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Bemba inoti cindika (n. celebrate) kureva kupembera.