Chimurenga Chokutanga

Kubva Wikipedia

Chimurenga chokutanga ihondo yokutanga yakarwisa varungu vakabva Britain vakauya kuzotapa nyika yava Zimbabwe nhasi.