Chikwawa

Kubva Wikipedia

Chikwawa izita remhuri rinowanikwa kuMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Ephraim Chikwawa, Rodrick Chikwawa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vatauri veYao vanoti kukwawa (v. to crawl).
  • Mang'anja vanoti kwawa (the dry bed of a stream; a slope; a small descent).
  • Mang'anja vanoti kwawa la madzi (where there is some water) - zvichida kureva gapwa.
  • VaGulu vanoti -kwawa (acrid, acid) - zvichida vanoreva kuwawa.