Chikuse
Mataridziko
Chikuse izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tinashe Chikuse, Prince Chikuse; Tatenda Chikuse.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaZigula vanoti kuse kana kweise (outside, out)