Chikungo sezita

Kubva Wikipedia

Chikungo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Kelvin Chikungo; Chipo Chikungo; Collen Chikungo; Chikungo Banda.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Maconde vanoti chikungo (n. red soil - used as building material)).
  • Kwanyama vanoti kungu (v. vomit) kureva kurutsa.
  • Mbukushu vanoti rukungu (n. dust) kureva huruva.