Svetuka kuchirochemo

Chikundu sezita

Kubva Wikipedia

Chikundu izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Peter Chikundu; Chikundu Ndhlovu; Chikundu Chipeto.
  • Chikunde (n. mange) kureva gwembe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Maconde inoti chikundu (n. waist) vachireva chiuno.
  • Sangho vanoti kundu (n. amass, flock).