Chikunda sezita
Mataridziko
Chikunda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Ruvimbo Chikunda; Tatenda Chikunda; Kundai Chikunda.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kimbundu vanoti kikunda (n. retribution; revenge, vengeance; retaliation) kureva rutsiva.
- Giryama vanoti kundi (flock). Sangho vanoti kundu (n. amass, flock).
- Maconde vanoti chikunda (n. red soil - used as building material)).
- Hadiyya inoti hunda (adj. all, entirely). Mamwe mazwi: xir hundam (every time).
- Kikuyu inoti gekundi (herd, multitude, company, congregation) vachireva vanhu vazhinji kana mhuka zhinji.