Chikumbirike sezita
Mataridziko
Chikumbirike izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Kudzai Chikumbirike; Loice Chikumbirike; Betty Chikumbirike; Patience Chikumbirike.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kinande inoti emikumbirike (n. how to lift) kureva kasumudziro.